Jeremiya 32:39 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 39 Ndichavapa mwoyo mumwe+ nenzira imwe kuti vanditye nguva dzose, kuti zvive zvakanaka kwavari nokuvanakomana vavo vanovatevera.+ Mabasa 15:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Haana kumboisa musiyano pakati pedu navo,+ asi akanatsa mwoyo yavo nokutenda.+ VaEfeso 2:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Nokuti tiri chibereko chebasa rake+ uye takasikwa+ tiri pamwe+ naKristu Jesu nokuda kwemabasa akanaka,+ ayo Mwari akafanogadzira+ kuti tifambe maari.
39 Ndichavapa mwoyo mumwe+ nenzira imwe kuti vanditye nguva dzose, kuti zvive zvakanaka kwavari nokuvanakomana vavo vanovatevera.+
10 Nokuti tiri chibereko chebasa rake+ uye takasikwa+ tiri pamwe+ naKristu Jesu nokuda kwemabasa akanaka,+ ayo Mwari akafanogadzira+ kuti tifambe maari.