Pisarema 5:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Teererai mashoko angu,+ haiwa Jehovha;Fungai nezvokugomera kwangu. Pisarema 80:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 80 Haiwa imi Mufudzi waIsraeri, teererai,+Imi muri kutungamirira Josefa sezvinoitwa boka rezvipfuwo.+Haiwa imi makagara pamakerubhi,+ penyai.+ Pisarema 84:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Haiwa Jehovha Mwari wemauto, inzwai munyengetero wangu;+Teererai, haiwa Mwari waJakobho.+ Sera. 1 Petro 3:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Nokuti maziso+ aJehovha ari pane vakarurama, uye nzeve dzake dziri pakuteterera kwavo;+ asi chiso chaJehovha chinovenga vaya vanoita zvinhu zvakaipa.”+
80 Haiwa imi Mufudzi waIsraeri, teererai,+Imi muri kutungamirira Josefa sezvinoitwa boka rezvipfuwo.+Haiwa imi makagara pamakerubhi,+ penyai.+
12 Nokuti maziso+ aJehovha ari pane vakarurama, uye nzeve dzake dziri pakuteterera kwavo;+ asi chiso chaJehovha chinovenga vaya vanoita zvinhu zvakaipa.”+