Pisarema 28:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Inzwai inzwi rokuteterera kwangu pandinochemera kubatsirwa nemi,Pandinosimudzira maoko angu+ kuimba yomukatikati yenzvimbo yenyu tsvene.+ Pisarema 143:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Haiwa, kurumidzai, ndipindurei, haiwa Jehovha.+Simba rangu rapera.+Musandivanzira chiso chenyu,+Nokuti ndingafanana nevaya vanoburukira mugomba.+
2 Inzwai inzwi rokuteterera kwangu pandinochemera kubatsirwa nemi,Pandinosimudzira maoko angu+ kuimba yomukatikati yenzvimbo yenyu tsvene.+
7 Haiwa, kurumidzai, ndipindurei, haiwa Jehovha.+Simba rangu rapera.+Musandivanzira chiso chenyu,+Nokuti ndingafanana nevaya vanoburukira mugomba.+