Pisarema 37:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Isa nzira yako pana Jehovha,+Uvimbe naye,+ uye iye achazviita.+ Pisarema 43:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Nei wapererwa netariro, haiwa mweya wangu,+Nei usina kugadzikana mukati mangu?Mirira Mwari,+Nokuti ndichamurumbidza soruponeso rwangu rukuru uye saMwari wangu.+ Isaya 50:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Ndiani pakati penyu anotya+ Jehovha, anoteerera inzwi romushumiri wake,+ akafamba murima+ rinogara riripo uye asina chiedza? Ngaavimbe nezita raJehovha+ asendamire pana Mwari wake.+ VaFiripi 4:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Musazvidya mwoyo pamusoro pechinhu chero chipi zvacho,+ asi muzvinhu zvose kukumbira kwenyu ngakuziviswe Mwari+ nokunyengetera nokuteterera+ pamwe chete nokuonga; 1 Petro 5:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 muchikanda kuzvidya mwoyo+ kwenyu kwose paari, nokuti iye ane hanya nemi.+
5 Nei wapererwa netariro, haiwa mweya wangu,+Nei usina kugadzikana mukati mangu?Mirira Mwari,+Nokuti ndichamurumbidza soruponeso rwangu rukuru uye saMwari wangu.+
10 Ndiani pakati penyu anotya+ Jehovha, anoteerera inzwi romushumiri wake,+ akafamba murima+ rinogara riripo uye asina chiedza? Ngaavimbe nezita raJehovha+ asendamire pana Mwari wake.+
6 Musazvidya mwoyo pamusoro pechinhu chero chipi zvacho,+ asi muzvinhu zvose kukumbira kwenyu ngakuziviswe Mwari+ nokunyengetera nokuteterera+ pamwe chete nokuonga;