1 Samueri 2:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Anorinda tsoka dzevakavimbika vake;+Asi vakaipa vanoitwa kuti vanyarare murima,+Nokuti munhu haakundi nesimba.+ Pisarema 68:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Jehovha ngaarumbidzwe, anotitakurira mutoro+ zuva nezuva,Iye Mwari wechokwadi woruponeso rwedu.+ Sera. 1 Petro 1:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 imi muri kuchengetedzwa nesimba raMwari nokutenda+ nokuda kworuponeso+ rwakagadzirira kuratidzwa+ munguva yokupedzisira.+
9 Anorinda tsoka dzevakavimbika vake;+Asi vakaipa vanoitwa kuti vanyarare murima,+Nokuti munhu haakundi nesimba.+
19 Jehovha ngaarumbidzwe, anotitakurira mutoro+ zuva nezuva,Iye Mwari wechokwadi woruponeso rwedu.+ Sera.
5 imi muri kuchengetedzwa nesimba raMwari nokutenda+ nokuda kworuponeso+ rwakagadzirira kuratidzwa+ munguva yokupedzisira.+