Pisarema 16:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Ndakaisa Jehovha pamberi pangu nguva dzose.+Nokuti ari kuruoko rwangu rworudyi, handizozununguswi.+ Pisarema 37:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Kunyange akawa, haangazvambarari pasi,+Nokuti Jehovha ari kutsigira ruoko rwake.+ Pisarema 62:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Chokwadi iye ndiye dombo rangu noruponeso rwangu, nzvimbo yangu yakakwirira yakachengeteka;+Handizozununguswi kwazvo.+ Pisarema 121:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Haangabvumiri tsoka yako kuti itsvedzemuke.+Iye anokurinda haangatsimwairi.+
8 Ndakaisa Jehovha pamberi pangu nguva dzose.+Nokuti ari kuruoko rwangu rworudyi, handizozununguswi.+
2 Chokwadi iye ndiye dombo rangu noruponeso rwangu, nzvimbo yangu yakakwirira yakachengeteka;+Handizozununguswi kwazvo.+