27 Zvisinei, Dhavhidhi akati mumwoyo make: “Zvino rimwe zuva ndichaparadzwa noruoko rwaSauro. Zviri nani kuti nditotizira+ hangu kunyika yevaFiristiya;+ uye Sauro acharasa tariro pamusoro pangu pakunditsvakazve munharaunda yose yaIsraeri,+ asi ndichatiza paruoko rwake.”