Pisarema 39:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Tarirai! Makaita kuti mazuva angu angova mashomanana;+Nguva youpenyu hwangu yakaita sepasina pamberi penyu.+Chokwadi munhu wose wepanyika, kunyange zvazvo achimira akasimba, haasi chinhu asi mhepo inofemwa.+ Sera. Pisarema 144:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Munhu akafanana nemhepowo zvayo inofemwa;+Mazuva ake akafanana nomumvuri unopfuura.+
5 Tarirai! Makaita kuti mazuva angu angova mashomanana;+Nguva youpenyu hwangu yakaita sepasina pamberi penyu.+Chokwadi munhu wose wepanyika, kunyange zvazvo achimira akasimba, haasi chinhu asi mhepo inofemwa.+ Sera.