2 Samueri 15:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Dhavhidhi akaudzwa kuti: “Ahitoferi ndomumwe wevari kurangana+ naAbsaromu.”+ Dhavhidhi akabva ati:+ “Haiwa Jehovha,+ ndapota, itai kuti zano raAhitoferi rive upenzi!”+ Pisarema 60:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Tibatsirei mukutambudzika,+Sezvo kuponeswa nomunhu wepanyika kusingabatsiri.+ VaRoma 3:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Izvozvo ngazvirege kumboitika! Asi Mwari ngaawanikwe ari wechokwadi,+ kunyange zvazvo vanhu vose vangawanikwa vari varevi venhema,+ sokunyorwa kwazvakaitwa, kuti: “Kuti muve akarurama mumashoko enyu uye mukunde pamhosva inenge ichitongwa.”+
31 Dhavhidhi akaudzwa kuti: “Ahitoferi ndomumwe wevari kurangana+ naAbsaromu.”+ Dhavhidhi akabva ati:+ “Haiwa Jehovha,+ ndapota, itai kuti zano raAhitoferi rive upenzi!”+
4 Izvozvo ngazvirege kumboitika! Asi Mwari ngaawanikwe ari wechokwadi,+ kunyange zvazvo vanhu vose vangawanikwa vari varevi venhema,+ sokunyorwa kwazvakaitwa, kuti: “Kuti muve akarurama mumashoko enyu uye mukunde pamhosva inenge ichitongwa.”+