Pisarema 30:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Nokuti kutsamwirwa naye ndokwenguva pfupi,+Kufarirwa naye ndekwoupenyu hwose.+Kusvimha misodzi kungavapo manheru,+ asi mangwanani kunova nokushevedzera kwokufara.+ Pisarema 100:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Nokuti Jehovha akanaka;+Mutsa wake worudo unogara nokusingagumi,+Kutendeka kwake kunogara kusvikira kuzvizvarwa nezvizvarwa.+
5 Nokuti kutsamwirwa naye ndokwenguva pfupi,+Kufarirwa naye ndekwoupenyu hwose.+Kusvimha misodzi kungavapo manheru,+ asi mangwanani kunova nokushevedzera kwokufara.+
5 Nokuti Jehovha akanaka;+Mutsa wake worudo unogara nokusingagumi,+Kutendeka kwake kunogara kusvikira kuzvizvarwa nezvizvarwa.+