1 Samueri 18:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Sauro akakanda pfumo+ racho akati: “Ndichabayirira Dhavhidhi pamadziro!”+ asi Dhavhidhi akamunzvenga,+ kaviri. 2 Samueri 15:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Dhavhidhi akabva ati kuvashandi vake vose vaaiva navo muJerusarema: “Simukai, ngatitizei;+ nokuti Absaromu haangatisiyi tiri vapenyu! Kurumidzai kuenda, kuti arege kukurumidza, akatibata, akatiitira zvakaipa, akaparadza guta nomuromo webakatwa!”+
11 Sauro akakanda pfumo+ racho akati: “Ndichabayirira Dhavhidhi pamadziro!”+ asi Dhavhidhi akamunzvenga,+ kaviri.
14 Dhavhidhi akabva ati kuvashandi vake vose vaaiva navo muJerusarema: “Simukai, ngatitizei;+ nokuti Absaromu haangatisiyi tiri vapenyu! Kurumidzai kuenda, kuti arege kukurumidza, akatibata, akatiitira zvakaipa, akaparadza guta nomuromo webakatwa!”+