1 Madzimambo 22:34 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 34 Zvino mumwe murume akangokungawo zvake uta, akabaya mambo waIsraeri panobatana nhumbi dzokuzvidzivirira nadzo, zvokuti akati kumutyairi wake wengoro:+ “Tenderudza ngoro, undibudise pakati peuto, nokuti ndakuvadzwa kwazvo.” 1 Makoronike 10:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Kurwa kwakakurira Sauro; uye vaya vaipfura nouta vakapedzisira vamuwana, akakuvadzwa nevapfuri vacho.+
34 Zvino mumwe murume akangokungawo zvake uta, akabaya mambo waIsraeri panobatana nhumbi dzokuzvidzivirira nadzo, zvokuti akati kumutyairi wake wengoro:+ “Tenderudza ngoro, undibudise pakati peuto, nokuti ndakuvadzwa kwazvo.”
3 Kurwa kwakakurira Sauro; uye vaya vaipfura nouta vakapedzisira vamuwana, akakuvadzwa nevapfuri vacho.+