RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 11:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 inyika iri kutarisirwa naJehovha Mwari wako. Maziso+ aJehovha Mwari wako ari pairi nguva dzose, kubvira pakutanga kwegore kusvikira pakupera kwegore.

  • Pisarema 104:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Anomeresera mhuka uswa hwakasvibirira,+

      Nezvinomera kuti zvishandiswe nevanhu,+

      Kuti abudise zvokudya panyika,+

  • Pisarema 147:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  8 Iye anofukidza matenga nemakore,+

      Iye anogadzirira nyika mvura,+

      Iye anoita kuti uswa hwakasvibirira humere+ pamakomo.

  • Mabasa 14:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 chokwadi, kunyange zvazvo asina kurega kuzvipupurira pakuti akaita zvakanaka,+ achikupai mvura+ inobva kudenga nemwaka inobereka zvibereko, achizadza mwoyo yenyu kwazvo nezvokudya nomufaro.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe