Eksodho 14:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Kwapera nguva yakati, vanakomana vaIsraeri vakapfuura nepakati pegungwa panyika yakaoma,+ mvura payakanga yakaita madziro kwavari kuruoko rwavo rworudyi nokuruboshwe kwavo.+ Pisarema 78:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Akakamura gungwa, kuti avayambutse,+Akamisa mvura sedziva.+ Pisarema 106:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Naizvozvo akatuka Gungwa Dzvuku, iro rikaoma zvishoma nezvishoma;+Akavafambisa nepamvura yakadzika sokunge kuti nomurenje;+
22 Kwapera nguva yakati, vanakomana vaIsraeri vakapfuura nepakati pegungwa panyika yakaoma,+ mvura payakanga yakaita madziro kwavari kuruoko rwavo rworudyi nokuruboshwe kwavo.+
9 Naizvozvo akatuka Gungwa Dzvuku, iro rikaoma zvishoma nezvishoma;+Akavafambisa nepamvura yakadzika sokunge kuti nomurenje;+