16 mvura yaidzika ichibva kumusoro yakabva yatanga kumira. Yakaungana sedziva rimwe+ kusvikira kure kwazvo kuAdhamu, guta riri kurutivi rweZaretani,+ iya yaidzika yakananga kugungwa reArabha, Gungwa roMunyu,+ ikapwa. Yakaganhuka, vanhu vakayambuka nepakatarisana neJeriko.