Pisarema 15:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Haiwa Jehovha, ndiani angava mueni mutende renyu?+Ndiani angagara mugomo renyu dzvene?+ 2 VaKorinde 6:16 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 16 Temberi yaMwari inobvumirana nezvidhori pachii?+ Nokuti tiri temberi+ yaMwari mupenyu; sokutaura kwakaita Mwari kuti: “Ndichagara pakati pavo+ nokufamba pakati pavo, ndichava Mwari wavo, uye ivo vachava vanhu vangu.”+
16 Temberi yaMwari inobvumirana nezvidhori pachii?+ Nokuti tiri temberi+ yaMwari mupenyu; sokutaura kwakaita Mwari kuti: “Ndichagara pakati pavo+ nokufamba pakati pavo, ndichava Mwari wavo, uye ivo vachava vanhu vangu.”+