Dheuteronomi 32:35 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 35 Kutsiva ndokwangu, nokudzorera.+ Panguva yakatarwa tsoka dzavo dzichadzedzereka,+Nokuti zuva renjodzi yavo rava pedyo,+Zviitiko zvavakagadzirirwa zvinochimbidza kuuya.’+ Pisarema 35:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Kuparara ngakuuye paari iye asingazivi,+Mambure ake aakaviga ngaamubate;+Ngaawire maari aparare.+ Zvirevo 5:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Munhu akaipa achabatwa nokukanganisa kwake,+ uye achabatwa netambo dzechivi chake.+
35 Kutsiva ndokwangu, nokudzorera.+ Panguva yakatarwa tsoka dzavo dzichadzedzereka,+Nokuti zuva renjodzi yavo rava pedyo,+Zviitiko zvavakagadzirirwa zvinochimbidza kuuya.’+