Eksodho 32:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 Asi Jehovha akati kuna Mosesi: “Munhu wose akanditadzira, ndiye wandichadzima mubhuku rangu.+ Zvakazarurwa 22:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 uye kana munhu akabvisa chinhu pamashoko omupumburu wouprofita uhwu, Mwari achabvisa mugove wake pazvinhu zvakanyorwa nezvazvo mumupumburu uyu—haazomubvumiri kudya zvinobva pamiti youpenyu+ uye kuva muguta dzvene.+
19 uye kana munhu akabvisa chinhu pamashoko omupumburu wouprofita uhwu, Mwari achabvisa mugove wake pazvinhu zvakanyorwa nezvazvo mumupumburu uyu—haazomubvumiri kudya zvinobva pamiti youpenyu+ uye kuva muguta dzvene.+