Zvakazarurwa 5:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Ndakanzwa zvisikwa zvose zviri kudenga nepanyika uye pasi pevhu+ nomugungwa, nezvinhu zvose zviri mazviri, zvichiti: “Kuropafadzwa nokukudzwa+ nokubwinya+ nesimba ngazvive kuna Iye agere pachigaro choumambo+ nokuGwayana+ nokusingaperi-peri.”
13 Ndakanzwa zvisikwa zvose zviri kudenga nepanyika uye pasi pevhu+ nomugungwa, nezvinhu zvose zviri mazviri, zvichiti: “Kuropafadzwa nokukudzwa+ nokubwinya+ nesimba ngazvive kuna Iye agere pachigaro choumambo+ nokuGwayana+ nokusingaperi-peri.”