RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 17:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Haiwa Jehovha, ndipukunyutsei pavanhu noruoko rwenyu,+

      Pavanhu vari mumamiriro ezvinhu epanguva ino,+ vane mugove muupenyu huno,+

      Vane matumbu amunozadza nepfuma yenyu yakavanzwa,+

      Vanogutswa nevanakomana+

      Uye vanochengetera vanakomana vavo zvavanosiya.+

  • Pisarema 144:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Matura edu akazara, ane zvinhu zvemarudzi ose,+

      Makwai edu ari kuwedzera nezviuru, rimwe chete richibereka zviuru gumi, kunze.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe