RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 29:20
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 20 Jehovha haazodi kumukanganwira,+ asi hasha dzaJehovha+ nokubishaira+ kwake zvichabva zvapfungairira murume iyeye,+ uye kutuka kwose kwakanyorwa mubhuku iri+ kuchagara paari, uye Jehovha achadzima zita rake pasi pematenga.

  • Pisarema 95:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  7 Nokuti iye ndiye Mwari wedu, uye isu tiri vanhu vemafuro ake nemakwai oruoko rwake.+

      Nhasi kana mukateerera inzwi rake,+

  • Pisarema 100:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  3 Zivai kuti Jehovha ndiMwari.+

      Ndiye akatisika, kwete isu pachedu.+

      Isu tiri vanhu vake nemakwai emafuro ake.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe