RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Dheuteronomi 4:20
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 20 Asi imi ndimi makatorwa naJehovha kuti akubudisei muvira resimbi,+ muIjipiti, kuti muve rudzi rwake pachake+ sezvazvakaita nhasi.

  • Dheuteronomi 32:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  9 Nokuti mugove waJehovha ndivo vanhu vake;+

      Jakobho ndiye mugove wake waanogara nhaka.+

  • Pisarema 33:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Runofara rudzi runa Mwari warwo anonzi Jehovha,+

      Ivo vanhu vaakasarudza kuti vave nhaka yake.+

  • Jeremiya 10:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 Mugove waJakobho+ hauna kuita sezvinhu izvi, nokuti iye ndiye Muumbi wezvinhu zvose,+ uye Israeri ndiye mudonzvo wenhaka yake.+ Jehovha wemauto ndiro zita rake.+

  • Mika 7:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Fudzai vanhu venyu nomudonzvo wenyu,+ iwo makwai enhaka yenyu, iya yaigara yoga musango—pakati pomunda wemichero.+ Ngavafure muBhashani neGiriyedhi+ somumazuva ekare kare.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe