Eksodho 14:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Zvino Mosesi akatambanudzira ruoko rwake pamusoro pegungwa;+ Jehovha akatanga kudzorera shure gungwa achishandisa mhepo yokumabvazuva ine simba usiku hwose, uye kuchinja pasi pegungwa kuva nyika yakaoma,+ uye mvura yakanga ichikamurwa.+ Nehemiya 9:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Makakamura gungwa+ pamberi pavo, zvokuti vakayambuka nepakati pegungwa nepanyika yakaoma;+ uye makakanda vaivatevera munzvimbo dzakadzika,+ sedombo+ mumvura ine simba.+ Pisarema 78:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Akakamura gungwa, kuti avayambutse,+Akamisa mvura sedziva.+ Pisarema 106:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Naizvozvo akatuka Gungwa Dzvuku, iro rikaoma zvishoma nezvishoma;+Akavafambisa nepamvura yakadzika sokunge kuti nomurenje;+
21 Zvino Mosesi akatambanudzira ruoko rwake pamusoro pegungwa;+ Jehovha akatanga kudzorera shure gungwa achishandisa mhepo yokumabvazuva ine simba usiku hwose, uye kuchinja pasi pegungwa kuva nyika yakaoma,+ uye mvura yakanga ichikamurwa.+
11 Makakamura gungwa+ pamberi pavo, zvokuti vakayambuka nepakati pegungwa nepanyika yakaoma;+ uye makakanda vaivatevera munzvimbo dzakadzika,+ sedombo+ mumvura ine simba.+
9 Naizvozvo akatuka Gungwa Dzvuku, iro rikaoma zvishoma nezvishoma;+Akavafambisa nepamvura yakadzika sokunge kuti nomurenje;+