Joshua 3:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Tsoka dzevapristi vakatakura areka yaJehovha, Ishe wenyika yose, padzinongotsika mumvura yaJodhani, mvura yaJodhani ichaganhuka, iyo mvura inodzika ichibva kumusoro, uye ichamira sedziva rimwe.”+ Isaya 48:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 Havana kuva nenyota+ paakanga achivafambisa nomunzvimbo dzakaita gwenga.+ Akavabudisira mvura mudombo, akatsemura dombo kuti mvura idzutuke.”+
13 Tsoka dzevapristi vakatakura areka yaJehovha, Ishe wenyika yose, padzinongotsika mumvura yaJodhani, mvura yaJodhani ichaganhuka, iyo mvura inodzika ichibva kumusoro, uye ichamira sedziva rimwe.”+
21 Havana kuva nenyota+ paakanga achivafambisa nomunzvimbo dzakaita gwenga.+ Akavabudisira mvura mudombo, akatsemura dombo kuti mvura idzutuke.”+