Genesisi 14:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Zvino Merekizedheki+ mambo weSarema+ akauya nechingwa newaini,+ uye aiva mupristi waMwari Wokumusorosoro.+ VaHebheru 7:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Nokuti Merekizedheki uyu, mambo weSarema, mupristi waMwari Wokumusorosoro,+ akasangana naAbrahamu achibva kunokunda madzimambo iye akamukomborera+
18 Zvino Merekizedheki+ mambo weSarema+ akauya nechingwa newaini,+ uye aiva mupristi waMwari Wokumusorosoro.+
7 Nokuti Merekizedheki uyu, mambo weSarema, mupristi waMwari Wokumusorosoro,+ akasangana naAbrahamu achibva kunokunda madzimambo iye akamukomborera+