Pisarema 82:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Simukai, haiwa Mwari, mutonge nyika;+Nokuti imi munofanira kuita kuti marudzi ose ave enyu.+