Jeremiya 31:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 “Zvanzi naJehovha, ‘Inzwi riri kunzwika muRama,+ kurira nokuchema kunoshungurudza;+ Rakeri+ achichema vanakomana vake.+ Aramba kunyaradzwa nokuda kwevanakomana vake,+ nokuti havasisipo.’”+
15 “Zvanzi naJehovha, ‘Inzwi riri kunzwika muRama,+ kurira nokuchema kunoshungurudza;+ Rakeri+ achichema vanakomana vake.+ Aramba kunyaradzwa nokuda kwevanakomana vake,+ nokuti havasisipo.’”+