Nehemiya 9:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Makakamura gungwa+ pamberi pavo, zvokuti vakayambuka nepakati pegungwa nepanyika yakaoma;+ uye makakanda vaivatevera munzvimbo dzakadzika,+ sedombo+ mumvura ine simba.+ Habhakuki 3:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Makapfuura nomugungwa muchitsika-tsika nemabhiza enyu, nomumvura zhinji yakaungana.+
11 Makakamura gungwa+ pamberi pavo, zvokuti vakayambuka nepakati pegungwa nepanyika yakaoma;+ uye makakanda vaivatevera munzvimbo dzakadzika,+ sedombo+ mumvura ine simba.+