2 Makoronike 12:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Asi akaita zvakaipa,+ nokuti akanga asina kugadzirira mwoyo wake kuti atsvake Jehovha.+ Pisarema 81:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Naizvozvo ndakavarega vachifamba mukuoma kwemwoyo yavo;+Vakaramba vachifamba maererano nemazano avo.+ Jeremiya 5:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Asi vanhu ava vava nemwoyo yakasindimara uye inopandukira; vatsauka uye vanoramba vachifamba nenzira yavo.+ Jeremiya 7:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Asi ivo havana kuteerera, uyewo havana kurereka nzeve dzavo,+ asi vakafamba maererano nemazano avo, maererano nokuoma kwemwoyo yavo yakaipa,+ zvokuti vakadzokera shure, vakasaenda mberi,+
12 Naizvozvo ndakavarega vachifamba mukuoma kwemwoyo yavo;+Vakaramba vachifamba maererano nemazano avo.+
23 Asi vanhu ava vava nemwoyo yakasindimara uye inopandukira; vatsauka uye vanoramba vachifamba nenzira yavo.+
24 Asi ivo havana kuteerera, uyewo havana kurereka nzeve dzavo,+ asi vakafamba maererano nemazano avo, maererano nokuoma kwemwoyo yavo yakaipa,+ zvokuti vakadzokera shure, vakasaenda mberi,+