Numeri 21:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Vanhu vakazouya kuna Mosesi, vakati: “Tatadza,+ nokuti tapopotera Jehovha uye imi. Tirevererei kuna Jehovha kuti abvise nyoka patiri.”+ Mosesi akareverera vanhu vacho.+ Vatongi 4:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Vanakomana vaIsraeri vakatanga kuchema kuna Jehovha,+ nokuti iye aiva nengoro dzehondo mazana mapfumbamwe dzaiva nemajeko esimbi,+ uye akadzvinyirira vanakomana vaIsraeri+ noutsinye kwemakore makumi maviri.
7 Vanhu vakazouya kuna Mosesi, vakati: “Tatadza,+ nokuti tapopotera Jehovha uye imi. Tirevererei kuna Jehovha kuti abvise nyoka patiri.”+ Mosesi akareverera vanhu vacho.+
3 Vanakomana vaIsraeri vakatanga kuchema kuna Jehovha,+ nokuti iye aiva nengoro dzehondo mazana mapfumbamwe dzaiva nemajeko esimbi,+ uye akadzvinyirira vanakomana vaIsraeri+ noutsinye kwemakore makumi maviri.