Dheuteronomi 30:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 ukadzokera kuna Jehovha Mwari wako+ uye ukateerera inzwi rake maererano nezvose zvandiri kukurayira nhasi, iwe nevanakomana vako, nomwoyo wako wose nomweya wako wose,+
2 ukadzokera kuna Jehovha Mwari wako+ uye ukateerera inzwi rake maererano nezvose zvandiri kukurayira nhasi, iwe nevanakomana vako, nomwoyo wako wose nomweya wako wose,+