RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 45:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  6 Mwari ndiye chigaro chako choumambo nokusingagumi, kunyange nokusingaperi;+

      Tsvimbo youmambo hwako itsvimbo yokururama.+

  • Ezekieri 17:22
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 22 “‘Zvanzi naChangamire Ishe Jehovha: “Ini ndichatorawo, ndosima dzimwe nhengenya dzomusidhari dziri kumusorosoro;+ ndichatanha davi nyoro+ pamusoro pematavi awo ndorisima pagomo refu rakakwirira.+

  • Ezekieri 21:27
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 27 Dongo, dongo, ndichariita dongo.+ Kana zviri izviwo, hazvizovi zvomunhu chero upi zvake kusvikira ane kodzero yepamutemo asvika,+ uye ndichamupa izvozvo.’+

  • Dhanieri 7:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Akapiwa ushe+ nokukudzwa+ noumambo,+ kuti vanhu, mapoka emarudzi nemitauro vamushumire vose.+ Ushe hwake ushe hunogara nokusingagumi, husingazopfuuri, uye umambo hwake ndohuya husingazoparadzwi.+

  • Johani 1:49
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 49 Natanaeri akamupindura kuti: “Rabhi, ndimi Mwanakomana waMwari,+ ndimi Mambo+ waIsraeri.”

  • Zvakazarurwa 19:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 Panguo yake yokunze, ipo pachidya chake, pakanga pakanyorwa zita rokuti, Mambo wemadzimambo naShe wemadzishe.+

Mabhuku eChiShona (1973-2022)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2023 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe