Pisarema 77:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Makatungamirira vanhu venyu semakwai,+Muchishandisa ruoko rwaMosesi naAroni.+ Isaya 40:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Achafudza makwai ake sezvinoita mufudzi.+ Achaunganidza makwayana+ noruoko rwake; uye achaatakura pachipfuva chake.+ Achanyatsotungamirira aya anoyamwisa.+ Jeremiya 31:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Inzwai shoko raJehovha, haiwa imi marudzi, murizivise muzvitsuwa zviri kure,+ muti: “Iye ari kuparadzira Israeri achamuunganidza,+ uye achamuchengeta sezvinoita mufudzi anochengeta boka rake rezvipfuwo.+ Ezekieri 34:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Ndichatarisira makwai angu sokutarisira kunoita munhu anofudza boka rake+ pazuva raanova pakati pemakwai ake akapararira kwose kwose,+ ndiko kutarisira kwandichaita makwai angu; uye ndichaanunura abve munzvimbo dzose dzaakapararira pazuva remakore nezarima.+ 1 Petro 2:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Nokuti makanga makaita semakwai, akarasika;+ asi zvino madzokera kumufudzi+ nomutariri wemweya yenyu.
11 Achafudza makwai ake sezvinoita mufudzi.+ Achaunganidza makwayana+ noruoko rwake; uye achaatakura pachipfuva chake.+ Achanyatsotungamirira aya anoyamwisa.+
10 Inzwai shoko raJehovha, haiwa imi marudzi, murizivise muzvitsuwa zviri kure,+ muti: “Iye ari kuparadzira Israeri achamuunganidza,+ uye achamuchengeta sezvinoita mufudzi anochengeta boka rake rezvipfuwo.+
12 Ndichatarisira makwai angu sokutarisira kunoita munhu anofudza boka rake+ pazuva raanova pakati pemakwai ake akapararira kwose kwose,+ ndiko kutarisira kwandichaita makwai angu; uye ndichaanunura abve munzvimbo dzose dzaakapararira pazuva remakore nezarima.+
25 Nokuti makanga makaita semakwai, akarasika;+ asi zvino madzokera kumufudzi+ nomutariri wemweya yenyu.