Dheuteronomi 33:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Akati: “Jehovha—akauya achibva kuSinai,+Akavapenyera achibva kuSeiri.+Akapenya achibva kunzvimbo ine makomo yeParani,+Uye akanga aine makumi ezviuru evatsvene,+Kurudyi rwake kuine varwi vavo.+ Pisarema 50:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Mwari pachake akapenya+ ari muZiyoni, iro kukwana kworunako.+ Pisarema 94:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 94 Haiwa Mwari anotsiva, Jehovha,+Haiwa Mwari anotsiva, penyai!+
2 Akati: “Jehovha—akauya achibva kuSinai,+Akavapenyera achibva kuSeiri.+Akapenya achibva kunzvimbo ine makomo yeParani,+Uye akanga aine makumi ezviuru evatsvene,+Kurudyi rwake kuine varwi vavo.+