Pisarema 53:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Pavanhu vanoita zvinhu zvinokuvadza hapana vane zivo here,+Zvavanodya vanhu vangu sokudya kwavanoita chingwa?+Havana kana kumbodana Jehovha.+ Mika 3:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Zvino ndakati: “Ndapota, inzwai imi vakuru vaJakobho nemi vatungamiriri veimba yaIsraeri.+ Harisi basa renyu here kuti muzive kururamisira?+
4 Pavanhu vanoita zvinhu zvinokuvadza hapana vane zivo here,+Zvavanodya vanhu vangu sokudya kwavanoita chingwa?+Havana kana kumbodana Jehovha.+
3 Zvino ndakati: “Ndapota, inzwai imi vakuru vaJakobho nemi vatungamiriri veimba yaIsraeri.+ Harisi basa renyu here kuti muzive kururamisira?+