Zvirevo 4:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Nzira yevakaipa yakaita serima;+ havazivi chinoramba chichivagumbura.+ 1 Johani 2:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Asi uyo anovenga hama yake ari murima, ari kufamba murima,+ uye haazivi kwaari kuenda,+ nokuti rima rapofumadza maziso ake.
11 Asi uyo anovenga hama yake ari murima, ari kufamba murima,+ uye haazivi kwaari kuenda,+ nokuti rima rapofumadza maziso ake.