Pisarema 11:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Nheyo padzinoputswa,+Munhu akarurama angaitei?” Pisarema 75:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Nyika nevagari vayo vose zvichinyungudutswa,+Ndini ndakagadzirisa mbiru dzayo.”+ Sera. Zvirevo 29:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Kana mambo akaruramisira, anoita kuti nyika irambe yakamira,+ asi munhu anoda pfumbamuromo anoiparadza.+
4 Kana mambo akaruramisira, anoita kuti nyika irambe yakamira,+ asi munhu anoda pfumbamuromo anoiparadza.+