2 Samueri 7:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Ini ndichava baba vake,+ uye iye achava mwanakomana wangu.+ Kana akakanganisa, ndichamutsiurawo neshamhu+ yevanhu nokurova kwevanakomana vaAdhamu. Mateu 3:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Tarira! Kwaivawo neinzwi+ rakabva kumatenga rakati: “Uyu ndiye Mwanakomana wangu,+ anodiwa,+ wandafarira.”+ VaRoma 1:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 asi uya akaziviswa nesimba+ soMwanakomana waMwari+ maererano nomudzimu+ mutsvene nokumuka kubva kuvakafa+—chokwadi, iye Jesu Kristu Ishe wedu, VaHebheru 1:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Somuenzaniso, pangirozi dzose ndeipi yaakamboti kwairi: “Ndiwe mwanakomana wangu; ini, nhasi, ndava baba vako”?+ Uyezve: “Ini ndichava baba vake, uye iye achava mwanakomana wangu”?+ VaHebheru 5:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Saizvozvowo Kristu haana kuzvikudza iye pachake+ nokuva mupristi mukuru,+ asi akakudzwa+ naiye akataura nezvake achiti: “Ndiwe mwanakomana wangu; ini, nhasi, ndava baba vako.”+
14 Ini ndichava baba vake,+ uye iye achava mwanakomana wangu.+ Kana akakanganisa, ndichamutsiurawo neshamhu+ yevanhu nokurova kwevanakomana vaAdhamu.
17 Tarira! Kwaivawo neinzwi+ rakabva kumatenga rakati: “Uyu ndiye Mwanakomana wangu,+ anodiwa,+ wandafarira.”+
4 asi uya akaziviswa nesimba+ soMwanakomana waMwari+ maererano nomudzimu+ mutsvene nokumuka kubva kuvakafa+—chokwadi, iye Jesu Kristu Ishe wedu,
5 Somuenzaniso, pangirozi dzose ndeipi yaakamboti kwairi: “Ndiwe mwanakomana wangu; ini, nhasi, ndava baba vako”?+ Uyezve: “Ini ndichava baba vake, uye iye achava mwanakomana wangu”?+
5 Saizvozvowo Kristu haana kuzvikudza iye pachake+ nokuva mupristi mukuru,+ asi akakudzwa+ naiye akataura nezvake achiti: “Ndiwe mwanakomana wangu; ini, nhasi, ndava baba vako.”+