Eksodho 15:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Haiwa Jehovha, ndiani akafanana nemi pakati pavanamwari?+Ndiani akafanana nemi, mutsvene zvikuru kwazvo?+Iye anofanira kutyiwa+ nenziyo dzokurumbidza,+ Iye anoita zvishamiso.+ Pisarema 89:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Nokuti ndiani ari kumatenga angaenzaniswa naJehovha?+Ndiani angafanana naJehovha pakati pevanakomana vaMwari?+ Pisarema 96:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Nokuti vanamwari vose vemamwe marudzi ndivanamwari vasina zvavanobatsira;+Asi Jehovha, ndiye akasika matenga.+ Isaya 40:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 “Asi mungandifananidza naani kuti ndienzaniswe naye?” anodaro iye Mutsvene.+ Jeremiya 10:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Hapana kana akaita semi, haiwa Jehovha.+ Muri mukuru, uye zita renyu rine simba guru kwazvo.+ Dhanieri 3:29 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 29 Ini ndiri kutema murayiro,+ kuti vanhu chero vapi zvavo, boka rorudzi kana mutauro, vanotaura chinhu chakaipa pamusoro paMwari waShadreki, Misheki naAbhedhinego vagurwe-gurwe,+ uye dzimba dzavo dziitwe zvimbudzi zvevanhu vose;+ nokuti hakuna mumwe mwari anokwanisa kununura kufanana nouyu.”+ 1 VaKorinde 8:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Nokuti kunyange variko vanonzi “vanamwari,”+ kungava kudenga+ kana panyika,+ zvakuine “vanamwari” vazhinji ne“madzishe”+ mazhinji,
11 Haiwa Jehovha, ndiani akafanana nemi pakati pavanamwari?+Ndiani akafanana nemi, mutsvene zvikuru kwazvo?+Iye anofanira kutyiwa+ nenziyo dzokurumbidza,+ Iye anoita zvishamiso.+
6 Nokuti ndiani ari kumatenga angaenzaniswa naJehovha?+Ndiani angafanana naJehovha pakati pevanakomana vaMwari?+
5 Nokuti vanamwari vose vemamwe marudzi ndivanamwari vasina zvavanobatsira;+Asi Jehovha, ndiye akasika matenga.+
29 Ini ndiri kutema murayiro,+ kuti vanhu chero vapi zvavo, boka rorudzi kana mutauro, vanotaura chinhu chakaipa pamusoro paMwari waShadreki, Misheki naAbhedhinego vagurwe-gurwe,+ uye dzimba dzavo dziitwe zvimbudzi zvevanhu vose;+ nokuti hakuna mumwe mwari anokwanisa kununura kufanana nouyu.”+
5 Nokuti kunyange variko vanonzi “vanamwari,”+ kungava kudenga+ kana panyika,+ zvakuine “vanamwari” vazhinji ne“madzishe”+ mazhinji,