Dheuteronomi 3:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 ‘Haiwa Changamire Ishe Jehovha, imi ndimi makatanga kuita kuti mushumiri wenyu aone ukuru+ hwenyu noruoko rwenyu rune simba,+ nokuti ndiani mwari ari kumatenga kana kuti ari panyika, anoita mabasa akaita seenyu nezvinhu zvesimba zvakaita sezvenyu?+ Pisarema 33:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Nokuti shoko raJehovha rakarurama,+Basa rake rose rinoitwa nokutendeka.+ Pisarema 104:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Haiwa Jehovha, mabasa enyu mazhinji sei!+Ose zvawo makaaita nouchenjeri.+Nyika izere nezvinhu zvamakaita.+ Pisarema 111:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Mabasa emaoko ake ichokwadi nokururamisira;+נ [Nun]Mirayiro yose yaanopa yakavimbika,+
24 ‘Haiwa Changamire Ishe Jehovha, imi ndimi makatanga kuita kuti mushumiri wenyu aone ukuru+ hwenyu noruoko rwenyu rune simba,+ nokuti ndiani mwari ari kumatenga kana kuti ari panyika, anoita mabasa akaita seenyu nezvinhu zvesimba zvakaita sezvenyu?+
24 Haiwa Jehovha, mabasa enyu mazhinji sei!+Ose zvawo makaaita nouchenjeri.+Nyika izere nezvinhu zvamakaita.+