Pisarema 22:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Vachauya vozivisa nezvokururama kwake+Kuvanhu vachaberekwa, kuti akaita izvi.+ Isaya 2:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Zvino nemazuva okupedzisira+ gomo reimba+ yaJehovha richasimbiswa kwazvo kupfuura misoro yemakomo,+ richakwidziridzwa kupfuura zvikomo;+ uye marudzi ose achadirana achienda kwariri.+ Isaya 43:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 munhu wose anoshevedzwa nezita rangu+ uye wandakasikira kukudzwa kwangu,+ wandakaumba, chokwadi iye wandakaita.’+ Zvakazarurwa 15:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Chokwadi ndiani asingazokutyii,+ Jehovha,+ nokukudza zita renyu,+ nokuti imi moga makavimbika?+ Nokuti marudzi ose achauya achizonamata+ pamberi penyu, nokuti mirayiro yenyu yakarurama yakaratidzwa pachena.”+
2 Zvino nemazuva okupedzisira+ gomo reimba+ yaJehovha richasimbiswa kwazvo kupfuura misoro yemakomo,+ richakwidziridzwa kupfuura zvikomo;+ uye marudzi ose achadirana achienda kwariri.+
7 munhu wose anoshevedzwa nezita rangu+ uye wandakasikira kukudzwa kwangu,+ wandakaumba, chokwadi iye wandakaita.’+
4 Chokwadi ndiani asingazokutyii,+ Jehovha,+ nokukudza zita renyu,+ nokuti imi moga makavimbika?+ Nokuti marudzi ose achauya achizonamata+ pamberi penyu, nokuti mirayiro yenyu yakarurama yakaratidzwa pachena.”+