VaRoma 15:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 uye kuti mamwe marudzi+ akudze Mwari nokuda kwengoni dzake.+ Sokunyorwa kwazvakaitwa, kuti: “Ndokusaka ndichakubvumai pachena ndiri pakati pemamwe marudzi uye ndichaimbira zita renyu.”+
9 uye kuti mamwe marudzi+ akudze Mwari nokuda kwengoni dzake.+ Sokunyorwa kwazvakaitwa, kuti: “Ndokusaka ndichakubvumai pachena ndiri pakati pemamwe marudzi uye ndichaimbira zita renyu.”+