RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 89:27
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 27 Ini ndichaitawo kuti ave dangwe,+

      Akakwirira kupfuura madzimambo ose epanyika.+

  • Mako 1:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 uye inzwi rakabva kumatenga richiti: “Ndiwe Mwanakomana wangu, anodiwa; ndakufarira.”+

  • Johani 1:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Naizvozvo Shoko rakava nyama+ rikagara pakati pedu, uye takaona kubwinya kwake, kubwinya kwakaita sokuya kwomwanakomana akaberekwa ari mumwe oga+ akabva kuna baba; uye akanga azere nomutsa usina kukodzera kuwanwa nechokwadi.+

  • Mabasa 13:33
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 33 kuti Mwari akachizadzisa zvizere kwatiri isu vana vavo pakuti akamutsa Jesu;+ sokunyorwa kwazvakaitwa mupisarema rechipiri kuti, ‘Ndiwe mwanakomana wangu, ini ndava Baba vako nhasi.’+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe