1 Makoronike 22:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Ndiye achavakira zita rangu imba,+ iye achava mwanakomana+ wangu, uye ini ndichava baba+ vake. Ndichasimbisa kwazvo chigaro choumambo+ hwake pana Israeri nokusingagumi.’ Mateu 26:39 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 39 Achienda mberi zvishoma, akawira pasi nechiso chake, achinyengetera+ achiti: “Baba vangu, kana zvichibvira, kapu iyi+ ngaindipfuure. Zvisinei, kwete sokuda kwangu,+ asi sokuda kwenyu.”+
10 Ndiye achavakira zita rangu imba,+ iye achava mwanakomana+ wangu, uye ini ndichava baba+ vake. Ndichasimbisa kwazvo chigaro choumambo+ hwake pana Israeri nokusingagumi.’
39 Achienda mberi zvishoma, akawira pasi nechiso chake, achinyengetera+ achiti: “Baba vangu, kana zvichibvira, kapu iyi+ ngaindipfuure. Zvisinei, kwete sokuda kwangu,+ asi sokuda kwenyu.”+