Ezra 9:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Zvino kwenguva duku nyasha+ dzinobva kuna Jehovha Mwari wedu dzauya nokutisiyira vaya vanopukunyuka+ uye nokutipa hoko panzvimbo yake tsvene, kuti apenyese maziso edu,+ haiwa Mwari wedu, uye kuti atimutsidzire zvishoma muuranda hwedu.+
8 Zvino kwenguva duku nyasha+ dzinobva kuna Jehovha Mwari wedu dzauya nokutisiyira vaya vanopukunyuka+ uye nokutipa hoko panzvimbo yake tsvene, kuti apenyese maziso edu,+ haiwa Mwari wedu, uye kuti atimutsidzire zvishoma muuranda hwedu.+