Jeremiya 51:39 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 39 “Pavanenge vadziyirwa ndichagadzira mabiko avo uye ndichavadhakisa, kuti vapembere nomufaro;+ uye vacharara hope dzisingagumi, dzavasingazomuki padziri,”+ ndizvo zvinotaura Jehovha. Johani 11:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Akataura zvinhu izvi, uye pashure peizvi akati kwavari: “Razaro shamwari yedu azorora, asi ndiri kuenda ikoko kunomumutsa muhope.”+
39 “Pavanenge vadziyirwa ndichagadzira mabiko avo uye ndichavadhakisa, kuti vapembere nomufaro;+ uye vacharara hope dzisingagumi, dzavasingazomuki padziri,”+ ndizvo zvinotaura Jehovha.
11 Akataura zvinhu izvi, uye pashure peizvi akati kwavari: “Razaro shamwari yedu azorora, asi ndiri kuenda ikoko kunomumutsa muhope.”+