RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 25:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  2 Haiwa Mwari wangu, ndakavimba nemi;+

      Haiwa dai ndikasanyadziswa.

      Vavengi vangu ngavarege kupembera nomufaro pamusoro pangu.+

  • Pisarema 35:19
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 19 Haiwa, dai vaya vanondivenga pasina chikonzero vakarega kufara pamusoro pangu;+

      Vaya vanondivenga pasina chikonzero, ngavarege kuchonya ziso.+

  • Pisarema 38:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 Nokuti ndakati: “Zvimwe vangazofara pamusoro pangu;+

      Tsoka yangu payakafamba ichidzedzereka,+ vaizozvitutumadza kwazvo pamusoro pangu.”+

  • Mariro 1:16
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 16 Ndiri kuchemera zvinhu izvi sezvinoita mukadzi.+ Ziso rangu, ziso rangu riri kuyerera mvura.+

      Nokuti munyaradzi ava kure neni, mumwe munhu wokuti asimbise mweya wangu.

      Vanakomana vangu vava vaya vakasiyiwa,+ nokuti muvengi azvitutumadza kwazvo.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe