Jobho 7:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Yeukai kuti upenyu hwangu imhepo;+Kuti ziso rangu harizoonizve zvakanaka. Pisarema 39:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Tarirai! Makaita kuti mazuva angu angova mashomanana;+Nguva youpenyu hwangu yakaita sepasina pamberi penyu.+Chokwadi munhu wose wepanyika, kunyange zvazvo achimira akasimba, haasi chinhu asi mhepo inofemwa.+ Sera. Pisarema 119:84 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 84 Mazuva omushumiri wenyu mangani?+Muchatonga vaya vanonditambudza rini?+
5 Tarirai! Makaita kuti mazuva angu angova mashomanana;+Nguva youpenyu hwangu yakaita sepasina pamberi penyu.+Chokwadi munhu wose wepanyika, kunyange zvazvo achimira akasimba, haasi chinhu asi mhepo inofemwa.+ Sera.