Jobho 14:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 “Munhu, akaberekwa nomukadzi,+Anorarama kwenguva pfupi+ uye akamomoterwa nezvinhu zvinonetsa.+ Pisarema 144:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Munhu akafanana nemhepowo zvayo inofemwa;+Mazuva ake akafanana nomumvuri unopfuura.+ Muparidzi 11:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 nokuti kana munhu akararama kwemakore mazhinji, ngaafare maari ose.+ Ngaayeuke mazuva erima,+ kunyange angave mazhinji; zuva rimwe nerimwe rinouya harina zvarinobatsira.+
8 nokuti kana munhu akararama kwemakore mazhinji, ngaafare maari ose.+ Ngaayeuke mazuva erima,+ kunyange angave mazhinji; zuva rimwe nerimwe rinouya harina zvarinobatsira.+