RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • 1 Samueri 2:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  8 Anosimudza akaderera kubva muguruva;+

      Anosimudza murombo+ kubva mugomba remadota,

      Kuti avagarise nevanokudzwa; uye anovapa chigaro choumambo chinobwinya+ kuti chive chavo.+

      Nokuti zvinotsigira pasi ndezvaJehovha,+

      Uye anoisa nyika inobereka pazviri.

  • 1 Makoronike 16:30
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 30 Rwadziwai kwazvo nokuda kwake, imi vanhu vose vepanyika!

      Uyewo nyika inobereka inosimbiswa kwazvo:

      Haizombozununguswi.+

  • Pisarema 89:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Denga nderenyu,+ nenyika ndeyenyuwo;+

      Nyika inobereka nezvose zviri mairi+—ndimi makavaka nheyo dzazvo.+

  • Jeremiya 10:12
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 12 Iye ndiye Muiti wenyika nesimba rake,+ Iye ari kusimbisa kwazvo nyika inobereka nouchenjeri hwake,+ Iye akatatamura matenga nokunzwisisa kwake.+

Mabhuku eChiShona (1973-2022)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2022 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe